Danieri 2:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Ndipo pakazoziviswa Dhanieri usiku chakavanzika chacho muchiratidzo, ndokubva Dhanieri arumbidza Mwari Wedenga. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ipapo cinhu ico cakaʋanzika cakaziʋiswa Danieri panecaakaratidzwa ʋusiku. Danieri akaʋoŋga Mŋari wokuɗeŋga. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200219 Ipapo chinhu icho chakavanzika chakaziviswa Dhanieri pane chaakaratidzwa usiku. Dhanieri akatenda Mwari wokudenga. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona19 Ndipo pakazoziviswa Dhanieri usiku chakavanzika chacho muchiratidzo, ndokubva Dhanieri arumbidza Mwari Wedenga. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Chakavanzika ichi chakazoratidzwa kuna Dhanieri usiku muchiratidzo. Ipapo Dhanieri akarumbidza Mwari wokudenga Ver CapítuloShona BIBLE19 Ipapo chinhu icho chakavanzika chakaziviswa Dhanieri pane chaakaratidzwa usiku. Dhanieri akatenda Mwari wokudenga. Ver Capítulo |