Danieri 2:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Pamusana paizvozvi mambo akashatirwa akaviruka kwazvo nehasha akapa chirevo chokuti: Vachenjeri vose veBhabhironi ngavaurayiwe. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Nemhaka iyi mambo akatsamŋa, akaʋa nehasha kwaɀo, akaraira kuti ʋacenjeri ʋose ʋeBabironi ʋaʋurawe. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 Nemhaka iyi mambo akatsamwa, akava nehasha kwazvo, akarayira kuti vachenjeri vose veBhabhironi vaurawe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona12 Pamusana paizvozvi mambo akashatirwa akaviruka kwazvo nehasha akapa chirevo chokuti: Vachenjeri vose veBhabhironi ngavaurayiwe. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Izvi zvakaita kuti mambo ashatirwe zvikuru uye akava nehasha zvokuti akarayira kuti vakachenjera vose veBhabhironi vaurayiwe. Ver CapítuloShona BIBLE12 Nemhaka iyi mambo akatsamwa, akava nehasha kwazvo, akarayira kuti vachenjeri vose veBhabhironi vaurawe. Ver Capítulo |