Danieri 2:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Izvi zvakumbirwa namambo, zvakaoma uye hakuna angagone kuzviisa pachena kuna mambo, asi kutoti vamwari chete vasingaiti musha mukati mavanhu.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Cinhu cinobvunzwa namambo cikuru kwaɀo, hakuna‐uŋgaciziʋisa kunamambo, asi ʋamŋari ʋasiŋgagari naʋanhu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 Chinhu chinobvunzwa namambo chikuru kwazvo, hakuna angachizivisa kuna mambo, asi vamwari vasingagari navanhu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 Izvi zvakumbirwa namambo, zvakaoma uye hakuna angagone kuzviisa pachena kuna mambo, asi kutoti vamwari chete vasingaiti musha mukati mavanhu.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Zvinhu zvinodikanwa namambo zvakaoma kwazvo. Hakuna munhu angazvizivisa kuna mambo izvozvo kunze kwavamwari, uye vasingagari pakati pavanhu.” Ver CapítuloShona BIBLE11 Chinhu chinobvunzwa namambo chikuru kwazvo, hakuna angachizivisa kuna mambo, asi vamwari vasingagari navanhu.” Ver Capítulo |