La Biblia Online

- Anuncios -




Danieri 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Kuzoti nguva iya yapera, mambo paakati majaya iwayo auyiwe nawo, muyuniki uya, mukuru akavaunza makanga muina Nebhukadhineza.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ɀino mazuʋa akati apera akaŋga atarwa namambo okuti ʋaʋuyiswe nawo, mucinda waʋaranda akapinda naʋo pamberi paNebukadnezari.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Zvino mazuva akati apera akanga atarwa namambo okuti vauyiswe nawo, muchinda wavaranda akapinda navo pamberi paNebhukadhinezari.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Kuzoti nguva iya yapera, mambo paakati majaya iwayo auyiwe nawo, muyuniki uya, mukuru akavaunza makanga muina Nebhukadhineza.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Mazuva akatarwa namambo kuti vapinde akati apera, mukuru wamachinda akavaisa kuna Nebhukadhinezari.

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

18 Zvino mazuva akati apera akanga atarwa namambo okuti vauyiswe nawo, muchinda wavaranda akapinda navo pamberi paNebhukadhineza.

Ver Capítulo Copiar




Danieri 1:18

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios