2 Timoti 4:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ini ndakarwisa zvakanaka; ndakapedza mujaho, ndakachengeta chitendero. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ndarwa kurwa kwakanaka, ndapedza rwendo rwaŋgu, ndakaceŋgeta kutenda; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Ndarwa kurwa kwakanaka, ndapedza rwendo rwangu, ndakachengeta kutenda; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ini ndakarwisa zvakanaka; ndakapedza mujaho, ndakachengeta chitendero. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ini ndakarwisa zvakanaka; ndakapedza mujaho, ndakachengeta chitendero. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ndarwa kurwa kwakanaka, ndapedza nhangemutange yangu, ndachengeta kutenda kwangu. Ver Capítulo |