2 Timoti 3:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 asi vanhu vakaipa navanobata vanhu kumeso vanoramba vachinyanya kutadza vachinyengedza vamwe ivowo vachinyengedzwa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Asi ʋanhu ʋakaipa naʋanyeŋgeri ʋacanyanyisa pakuipa, ʋacitsausa ʋamŋe nokutsauswa iʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 Asi vanhu vakaipa navanyengeri vachanyanyisa pakuipa, vachitsausa vamwe nokutsauswa ivo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 asi vanhu vakaipa navanobata vanhu kumeso vanoramba vachinyanya kutadza vachinyengedza vamwe ivowo vachinyengedzwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 asi vanhu vakaipa navanobata vanhu kumeso vanoramba vachinyanya kutadza vachinyengedza vamwe ivowo vachinyengedzwa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 asi vanhu vakaipa navanonyengera vachanyanyisa kuipa, vachinyengera nokunyengerwa. Ver Capítulo |