2 Timoti 2:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Zvawakanzwa kwandiri pamberi pezvapupu zvizhinji, zviturire kuvanhu vakatendeka vanokwanisa kudzidzisawo vamwe. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Iɀo ɀawakanzwa kwandiri pamberi peɀapupu ɀizhinji, uɀipe ʋanhu ʋakatendeka, ʋanogona ʋo kudzidzisa ʋamŋe. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 Izvo zvawakanzwa kwandiri pamberi pezvapupu zvizhinji, uzvipe vanhu vakatendeka, vanogonawo kudzidzisa vamwe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Zvawakanzwa kwandiri pamberi pezvapupu zvizhinji, zviturire kuvanhu vakatendeka vanokwanisa kudzidzisawo vamwe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 Zvawakanzwa kwandiri pamberi pezvapupu zvizhinji, zviturire kuvanhu vakatendeka vanokwanisa kudzidzisawo vamwe. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Uye zvinhu zvawakanzwa ndichitaura pamberi pezvapupu zvizhinji zvipe kuvanhu vakatendeka avo vachazozvidzidzisawo vamwe. Ver Capítulo |