1 Timoti 6:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Pamberi paMwari anopa upenyu kuzvinhu zvose uye pamberi paKristu Jesu akapupura zvakanaka paumboo hwake pamberi paPontio Pirato, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ndinokuraira pamberi paMŋari, unopa ɀinhu ɀose ʋupenyu bgaɀo, napamberi paKristu Jesu, wakapupura kupupura kwakanaka pamberi paPontio Pirato; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 Ndinokurayira pamberi paMwari, anopa zvinhu zvose zvoupenyu hwazvo, napamberi paKristu Jesu, akapupura kupupura kwakanaka pamberi paPontio Pirato; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Pamberi paMwari anopa upenyu kuzvinhu zvose uye pamberi paKristu Jesu akapupura zvakanaka paumboo hwake pamberi paPontio Pirato, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Pamberi paMwari anopa upenyu kuzvinhu zvose uye pamberi paKristu Jesu akapupura zvakanaka paumboo hwake pamberi paPontio Pirato, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ndinokurayira, pamberi paMwari, anopa upenyu kuzvinhu zvose, napamberi paKristu Jesu akapupura zvakanaka paakapa uchapupu pamberi paPondio Pirato, Ver Capítulo |