1 Timoti 6:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi iwe munhu waMwari siyana nezvinhu izvi. Vavarira ururami, kuzvipira kuna Mwari nechitendero norudo nokuva nemwoyo mumwechete nounyoro. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Asi iwe, munhu waMŋari, tiza ɀinhu iɀi; uteʋere kururama nokunamata Mŋari, nokutenda, noruɗo, nokutsuŋgirira, noʋunyoro. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 Asi iwe, munhu waMwari, tiza zvinhu izvi; utevere kururama nokunamata Mwari, nokutenda, norudo, nokutsungirira, nohunyoro. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi iwe munhu waMwari siyana nezvinhu izvi. Vavarira ururami, kuzvipira kuna Mwari nechitendero norudo nokuva nemwoyo mumwechete nounyoro. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 Asi iwe munhu waMwari siyana nezvinhu izvi. Vavarira ururami, kuzvipira kuna Mwari nechitendero norudo nokuva nemwoyo mumwechete nounyoro. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Asi iwe, munhu waMwari, tiza kubva pane izvi zvose, uye utevere kururama, umwari, kutenda, rudo, kutsungirira nounyoro. Ver Capítulo |