1 Timoti 5:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ndizvozvowo zvina mabasa akanaka mamwe anoonekwa pachena uye kunyange aya asingaoneki pachena haagoni kuramba akangovanzika. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Saiɀoɀo ʋo kunamaɓasa akanaka anoʋonekwa pacena, naasina‐kuɗaro haaŋgaʋanzwi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200225 Saizvozvowo kuna mabasa akanaka anoonekwa pachena, naasina kudaro haangavanzwi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ndizvozvowo zvina mabasa akanaka mamwe anoonekwa pachena uye kunyange aya asingaoneki pachena haagoni kuramba akangovanzika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona25 Ndizvozvowo zvina mabasa akanaka mamwe anoonekwa pachena uye kunyange aya asingaoneki pachena haagoni kuramba akangovanzika. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Nenzira imwe cheteyo, mabasa akanaka anoonekwawo pachena, uye kunyange naasina kudaro haangavanziki. Ver Capítulo |