1 Timoti 5:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Zvitadzo zvavamwe vanhu zvinooneka pachena zvinofanotaura kuti munhu uyu anotongwa achinzii asi zvitadzo zvavamwe zvinozobuda pachena gare gare. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀiʋi ɀaʋamŋe ʋanhu ɀinoʋonekwa pacena, ɀinotuŋgamirira kutoŋgwa kwaʋo, ʋamŋe ɀe ʋanoteʋerwa naɀo Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200224 Zvivi zvavamwe vanhu zvinoonekwa pachena, zvinotungamirira kutongwa kwavo, vamwezve vanoteverwa nazvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Zvitadzo zvavamwe vanhu zvinooneka pachena zvinofanotaura kuti munhu uyu anotongwa achinzii asi zvitadzo zvavamwe zvinozobuda pachena gare gare. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona24 Zvitadzo zvavamwe vanhu zvinooneka pachena zvinofanotaura kuti munhu uyu anotongwa achinzii asi zvitadzo zvavamwe zvinozobuda pachena gare gare. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Zvivi zvavamwe vanhu zvinoonekwa pachena, zvichivatangira kusvika panzvimbo yokutongwa; zvivi zvavamwe zvinotevera mushure mavo. Ver Capítulo |