1 Timoti 5:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Chirega kuramba uchingonwa mvura chete asi inwa waini shoma kuitira mudumbu mako uye nokurwara rwara kwaunoita. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Usaramba uciŋgonwa mvura ɓedzi, asi unwe waini shoma nokuɗa kwomuɗumbu mako noʋutera bgako bguzhinji. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200223 Usaramba uchingonwa mvura bedzi, asi unwe waini shoma nokuda kwomudumbu mako noutera hwako huzhinji. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Chirega kuramba uchingonwa mvura chete asi inwa waini shoma kuitira mudumbu mako uye nokurwara rwara kwaunoita. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona23 Chirega kuramba uchingonwa mvura chete asi inwa waini shoma kuitira mudumbu mako uye nokurwara rwara kwaunoita. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Rega kunwa mvura yoga, uye unwe waini shoma nokuda kwomudumbu mako uye nokurwara-rwara kwako. Ver Capítulo |