La Biblia Online

- Anuncios -

1 Timoti 5:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Pamberi paMwari uye pamberi paKristu Jesu napamberi penhumwa dzakasarudzwa, ndinokukomeresa kuti uchengete mitemo iyoyi usina kwaunorerekera kana rusaruro.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ndinokuraira kwaɀo pamberi paMŋari, naKristu Jesu, naʋatumŋa ʋakasanaŋgurwa, kuti uceŋgete ɀinhu iɀi usiŋgatoŋgi usati wambonzwa kwaɀo, kana kuita cinhu ucitsaura ʋanhu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Ndinokurayira kwazvo pamberi paMwari, naKristu Jesu, navatumwa vakasanangurwa, kuti uchengete zvinhu izvi usingatongi usati wambonzwa kwazvo, kana kuita chinhu uchitsaura vanhu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Pamberi paMwari uye pamberi paKristu Jesu napamberi penhumwa dzakasarudzwa, ndinokukomeresa kuti uchengete mitemo iyoyi usina kwaunorerekera kana rusaruro.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Pamberi paMwari uye pamberi paKristu Jesu napamberi penhumwa dzakasarudzwa, ndinokukomeresa kuti uchengete mitemo iyoyi usina kwaunorerekera kana rusaruro.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Ndinokurayira, pamberi paMwari naKristu Jesu uye napamberi pavatumwa vakasanangurwa, kuti uchengete mirayiro iyi zvakanaka, uye usingaiti uchitsaura vanhu.

Ver Capítulo Copiar

1 Timoti 5:21

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios