1 Timoti 5:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 nokuti Magwaro anoti, “Usaise mombe matomu painenge ichipura mbeswa,” uye kuti, “Mushandi anofanira kuwana mubayiro wake.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Nokuti Rugwaro runoti: Usasuŋga muromo wenzombe inopura; ʋuye ɀe: Muɓati wakafanirwa nomuɓairo wake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 Nokuti Rugwaro runoti, “Usasunga muromo wenzombe inopura;” uyezve, “Mubati wakafanirwa nomubayiro wake.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 nokuti Magwaro anoti, “Usaise mombe matomu painenge ichipura mbeswa,” uye kuti, “Mushandi anofanira kuwana mubayiro wake.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 nokuti Magwaro anoti, “Usaise mombe matomu painenge ichipura mbeswa,” uye kuti, “Mushandi anofanira kuwana mubayiro wake.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Nokuti Rugwaro runoti, “Usasunga muromo wenzombe kana ichipura zviyo,” uye “Mushandi akafanirwa nomubayiro wake.” Ver Capítulo |