1 Timoti 5:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi ramba kunyoresa chirikadzi dzechidiki nokuti kana dzotadziswa kushandira Kristu nechikonzero chehavi dzadzo, dzinoda kuroorwa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Asi urambe cirikadzi kana ʋaciri ʋakadzi ʋaɗuku, nokuti kana dzopesana naKristu, dzotȿaka kuwanikwa; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 Asi urambe chirikadzi kana vachiri vakadzi vaduku, nokuti kana dzopesana naKristu, dzotsvaka kuwanikwa; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi ramba kunyoresa chirikadzi dzechidiki nokuti kana dzotadziswa kushandira Kristu nechikonzero chehavi dzadzo, dzinoda kuroorwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 Asi ramba kunyoresa chirikadzi dzechidiki nokuti kana dzotadziswa kushandira Kristu nechikonzero chehavi dzadzo, dzinoda kuroorwa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Asi kana dziri chirikadzi duku usadzinyora pamazita aya. Nokuti kana nyama yadzo yakunda kuzvipira kwadzo kuna Kristu, dzichazotsvaka kuwanikwa. Ver Capítulo |