1 Timoti 4:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Izvi ukazvidzidzisa vehama unenge wava mushandi wakanaka waKristu Jesu akapiwa chokudya chamazwi echitendero norudzidziso rwakanaka rwawakatevera. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kana uciyeʋudzira hama ɀinhu iɀi, ucaʋa mushumiri wakanaka waKristu Jesu, wakarerwa namashoko okutenda needzidziso yakanaka, yawakateʋera nomŋoyo wose. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Kana uchiudzira hama zvinhu izvi, uchava mushumiri akanaka waKristu Jesu, wakarerwa namashoko okutenda needzidziso yakanaka, yawakatevera nomwoyo wose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Izvi ukazvidzidzisa vehama unenge wava mushandi wakanaka waKristu Jesu akapiwa chokudya chamazwi echitendero norudzidziso rwakanaka rwawakatevera. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Izvi ukazvidzidzisa vehama unenge wava mushandi wakanaka waKristu Jesu akapiwa chokudya chamazwi echitendero norudzidziso rwakanaka rwawakatevera. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Kana ukadzidzisa hama zvinhu izvi, uchava mushumiri akanaka waKristu Jesu, akarerwa muzvokwadi yokutenda uye nedzidziso yakanaka yawakatevera. Ver Capítulo |