1 Timoti 4:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ita zvinhu izvi uzvipire mazviri kuti vose vaone kubudirira kwako. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Shiŋgairira ɀinhu iɀi, uɀiite nomŋoyo wose, kuti kupfuʋurira mberi kwako kuʋonekwe naʋanhu ʋose. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Shingairira zvinhu izvi, uzviite nomwoyo wose, kuti kupfuurira mberi kwako kuonekwe navanhu vose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ita zvinhu izvi uzvipire mazviri kuti vose vaone kubudirira kwako. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 Ita zvinhu izvi uzvipire mazviri kuti vose vaone kubudirira kwako. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Shingaira pazvinhu izvi, uzviite nomwoyo wako wose, kuitira kuti munhu wose aone kupfuurira mberi kwako. Ver Capítulo |