1 Timoti 3:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Vakadziwo ngavave vakatsiga vasina makuhwa vasiri zvidhakwa, vakatendeka muna zvose. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Saiɀoɀo naʋakadzi ŋgaʋaʋe ʋanokudzwa, ʋasiŋgaceri ʋamŋe, ʋakaȿinuka, ʋakatendeka paɀose. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 Saizvozvo navakadzi ngavave vanokudzwa, vasingacheri vamwe, vakasvinuka, vakatendeka pazvose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Vakadziwo ngavave vakatsiga vasina makuhwa vasiri zvidhakwa, vakatendeka muna zvose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 Vakadziwo ngavave vakatsiga vasina makuhwa vasiri zvidhakwa, vakatendeka muna zvose. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Nenzira imwe cheteyo, vakadzi vavo ngavave vanokudzwa, vasingacheri vamwe asi vanozvidzora, vakatendeka pazvinhu zvose. Ver Capítulo |