1 Timoti 3:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Shoko iri nderechokwadi rinoti kana munhu akavavarira kuva mubhishopi ari kuda basa rakakosha kwazvo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ishoko raɀokwaɗi, rokuti, kana munhu acitȿaka ɓasa romutariri, unoɗa ɓasa rakanaka. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 Ishoko rechokwadi, rokuti, kana munhu achitsvaka basa romutariri, anoda basa rakanaka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Shoko iri nderechokwadi rinoti kana munhu akavavarira kuva mubhishopi ari kuda basa rakakosha kwazvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 Shoko iri nderechokwadi rinoti kana munhu akavavarira kuva mubhishopi ari kuda basa rakakosha kwazvo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Herino shoko rechokwadi: kana munhu achitsvaka basa romutariri, anoda basa rinokudzika. Ver Capítulo |