1 Timoti 1:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zvino chatinoziva ndechokuti mutemo wakanaka kana ukausevenzesa zviri pamutemo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi tinoziʋa kuti murairo wakanaka, kana munhu aciita nawo seɀinoreʋa murairo, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Asi tinoziva kuti murayiro wakanaka, kana munhu achiita nawo sezvinoreva murayiro, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zvino chatinoziva ndechokuti mutemo wakanaka kana ukausevenzesa zviri pamutemo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Zvino chatinoziva ndechokuti mutemo wakanaka kana ukausevenzesa zviri pamutemo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Tinoziva kuti murayiro wakanaka kana munhu achiushandisa zvakanaka. Ver Capítulo |