1 Timoti 1:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vamwe vavo ndavana Humenaosi naArekizanda vandakaturira kuna Satani kuti vadzidze kusashonha Mwari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 ʋamŋe ʋaʋo ndiHimenio naAreksandro, ʋandakaisa kunaSatani, ʋadzidziswe kuti ʋarege kumhura Mŋari. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 vamwe vavo ndiHimenio naArekizanda, vandakaisa kuna Satani, vadzidziswe kuti varege kushonha Mwari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vamwe vavo ndavana Humenaosi naArekizanda vandakaturira kuna Satani kuti vadzidze kusashonha Mwari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 Vamwe vavo ndavana Humenaosi naArekizanda vandakaturira kuna Satani kuti vadzidze kusashonha Mwari. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Vamwe vavo ndiHimenio naArekizanda, avo vandakaisa kuna Satani kuti vadzidziswe kuti varege kumhura Mwari. Ver Capítulo |