1 Timoti 1:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Nyasha dzaTenzi dzakawodzvorerwa pandiri nokutenda norudo rwatinarwo muna Kristu Jesu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 asi nyasha dzaShe weɗu dzakawanda ɀikuru nokutenda, noruɗo ruri munaKristu Jesu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 asi nyasha dzaIshe wedu dzakawanda zvikuru nokutenda, norudo ruri muna Kristu Jesu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Nyasha dzaTenzi dzakawodzvorerwa pandiri nokutenda norudo rwatinarwo muna Kristu Jesu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 Nyasha dzaTenzi dzakawodzvorerwa pandiri nokutenda norudo rwatinarwo muna Kristu Jesu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Nyasha zhinji dzaIshe wedu dzakadururwa pamusoro pangu, pamwe chete nokutenda norudo zviri muna Kristu Jesu. Ver Capítulo |