ƲaEfeso 6:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 kwete zvechipameso zvokufadza vanhu asi savaranda vaKristu muchiita zvinodiwa naMwari nomwoyo wose. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 musiŋgaɓati kana muciʋonekwa ɓedzi, saʋafadzi ʋaʋanhu, asi saʋaranda ʋaKristu, ʋanoita kuɗa kwaMŋari nomŋoyo wose; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 musingabati basa kana muchionekwa bedzi, savafadzi vavanhu, asi savaranda vaKristu, vanoita kuda kwaMwari nomwoyo wose; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 kwete zvechipameso zvokufadza vanhu asi savaranda vaKristu muchiita zvinodiwa naMwari nomwoyo wose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 kwete zvechipameso zvokufadza vanhu asi savaranda vaKristu muchiita zvinodiwa naMwari nomwoyo wose. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Musangovateerera kuti vakufarirei pavanenge vachikuonai chete, asi savaranda vaKristu, vanoita kuda kwaMwari zvichibva pamwoyo yavo. Ver Capítulo |