ƲaEfeso 6:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Ndamutumira ikoko nechikonzero ichochi kuti muzive kuti takadii kuno uye kuti akusimbaradzei mwoyo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 ndakamutuma kwamuri neshoko iri, kuti muziʋe ɀinhu ɀeɗu, anyaradze mŋoyo yenyu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200222 ndakamutuwa kwamuri neshoko iri, kuti muzive zvinhu zvedu, anyaradze mwoyo yenyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Ndamutumira ikoko nechikonzero ichochi kuti muzive kuti takadii kuno uye kuti akusimbaradzei mwoyo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Ndamutumira ikoko nechikonzero ichochi kuti muzive kuti takadii kuno uye kuti akusimbaradzei mwoyo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Ndiri kumutuma kwamuri nokuda kwechinangwa ichi, kuti muzive zvatiri, uye kuti akukurudzirei. Ver Capítulo |