ƲaEfeso 5:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Naizvozvo fambai makachenjera kwete savanhu vasina kungwara asi savanhu vakangwara. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Naiɀoɀo cenjerai kwaɀo pakufamba kwenyu, kuti murege kufamba saʋasinakucenjera asi saʋakacenjera; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Naizvozvo chenjerai kwazvo pakufamba kwenyu, kuti murege kufamba savasina kuchenjera asi savakachenjera; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Naizvozvo fambai makachenjera kwete savanhu vasina kungwara asi savanhu vakangwara. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 Naizvozvo fambai makachenjera kwete savanhu vasina kungwara asi savanhu vakangwara. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Zvino, muchenjere kuti munorarama sei, kwete savasina kuchenjera asi savakachenjera, Ver Capítulo |