ƲaEfeso 3:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 rokuti zvakavandika zviya zvakaziviswa kwandiri muchiratidzo, sokunyora kwandakaita muchidimu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 kuti ɀakaŋga ɀakaʋanzika ɀakandiziʋiswa pakuzarurirwa, seɀandakambokunyorerai namashoko mashoma; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 kuti zvakanga zvakavanzika zvakandizivisa pakuzarurirwa, sezvandakambokunyorerai namashoko mashoma; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 rokuti zvakavandika zviya zvakaziviswa kwandiri muchiratidzo, sokunyora kwandakaita muchidimu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 rokuti zvakavandika zviya zvakaziviswa kwandiri muchiratidzo, sokunyora kwandakaita muchidimu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 kuti chakavanzika chakaziviswa kwandiri nokuzarurirwa, sezvandakatonyora muchidimbu. Ver Capítulo |