ƲaEfeso 3:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 kuti muwane simba rokunzwisisa pamwechete navatsvene vose upamhi nourefu nokukwira kumusoro mudenga noudzamu uye kuti muzive Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 muʋe nesimba rokunzwisisa pamŋe cete naʋatȿene ʋose, kuti kufara, nokureɓa, nokukwirira, nokudzika kwakaɗiniko, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 muve nesimba rokunzwisisa pamwechete navatsvene vose, kuti kufara, nokureba, nokukwirira, nokudzika kwakadiniko, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 kuti muwane simba rokunzwisisa pamwechete navatsvene vose upamhi nourefu nokukwira kumusoro mudenga noudzamu uye kuti muzive Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 kuti muwane simba rokunzwisisa pamwechete navatsvene vose upamhi nourefu nokukwira kumusoro mudenga noudzamu uye kuti muzive Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 muve nesimba, pamwe chete navatsvene vose, kuti mubate kuti kupamhamha, nokureba uye kukwirira, nokudzika kworudo rwaKristu kwakadii, Ver Capítulo |