La Biblia Online

- Anuncios -

ƲaEfeso 2:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Pamusana penyasha makaponeswa nechitendero, asi musiri imi munozviponesa; chipo chaMwari,

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 nokuti makaponeswa nenyasha, nokutenda; iɀo ɀisiŋgabvi kwamuri, asi cipo caMŋari;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

8 nokuti makaponeswa nenyasha, nokutenda; izvo zvisingabvi kwamuri, asi chipo chaMwari;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Pamusana penyasha makaponeswa nechitendero, asi musiri imi munozviponesa; chipo chaMwari,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Pamusana penyasha makaponeswa nechitendero, asi musiri imi munozviponesa; chipo chaMwari,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Nokuti makaponeswa nenyasha, kubudikidza nokutenda, uye izvi hazvibvi kwamuri, chipo chaMwari,

Ver Capítulo Copiar

ƲaEfeso 2:8

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios