Rute 4:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Hama yake iya muridzi wenhaka ndokuti, “Kana zvakadaro handichakwanisa kuununura nokuti ndingazokanganisa nhaka yavana vangu. Ununure zvako iwe, ini handichakwanisa kuununura.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Hama iyo yomumba ikati: Handigoni kuɀidzikinurira uyo, kuti ndirege kutadzira nhaka yaŋgu; citora hako iwe simba raŋgu rokudzikinura, nokuti ini handigoni kuudzikinura. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Hama iyo yomumba ikati, “Handigoni kuzvidzikinurira uyo, kuti ndirege kutadzira nhaka yangu, chitora hako iwe simba rangu rokudzikinura, nokuti ini handigoni kuudzikinura.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Hama yake iya muridzi wenhaka ndokuti, “Kana zvakadaro handichakwanisa kuununura nokuti ndingazokanganisa nhaka yavana vangu. Ununure zvako iwe, ini handichakwanisa kuununura.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Hama yake iya muridzi wenhaka ndokuti, “Kana zvakadaro handichakwanisa kuununura nokuti ndingazokanganisa nhaka yavana vangu. Ununure zvako iwe, ini handichakwanisa kuununura.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Uye hama yapedyo, mudzikinuri akati, “Kana zvakadaro handingagoni kuudzikinura nokuti ndingazokanganisa nhaka yanguwo. Chiutenga iwe pachako. Ini handikwanisi kuzviita.” Ver Capítulo |