Rute 4:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ndiye achamutsiridza upenyu hwenyu, achakuchengetaiwo kana makwegura nokuti muroora wenyu anokudai, ari nani kwamuri pane vanakomana vanomwe, akuberekerai mwana mukomana.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ucaʋa kwauri muraramisi woʋupenyu, nomuriritiri woʋucembere bgako; nokuti mukadzi womŋana wako uyu, unokuɗa, unopfuʋura ʋanakomana ʋanomŋe kwauri, ndiye wakamuɓereka. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Uchava kwauri muraramisi woupenyu, nomuriritiri wouchembere hwako; nokuti mukadzi womwana wako uyu, unokuda, unopfuura vanakomana vanomwe kwauri, ndiye wakamubereka.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ndiye achamutsiridza upenyu hwenyu, achakuchengetaiwo kana makwegura nokuti muroora wenyu anokudai, ari nani kwamuri pane vanakomana vanomwe, akuberekerai mwana mukomana.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 Ndiye achamutsiridza upenyu hwenyu, achakuchengetaiwo kana makwegura nokuti muroora wenyu anokudai, ari nani kwamuri pane vanakomana vanomwe, akuberekerai mwana mukomana.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Achavandudza upenyu hwako nokukuchengeta pamazuva okuchembera kwako. Nokuti muroora wako, uyo anokuda uye anokunda vanakomana vanomwe, ndiye amubereka.” Ver Capítulo |