La Biblia Online

- Anuncios -

Rute 3:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Chipedza zvako usiku hwanhasi uri pano. Kana akakugarira nhaka, zvakanaka rega aite saizvozvo, asi kana akaramba kugara nhaka, ndinopika naTenzi mupenyu kuti ini ndinokugara nhaka yacho. Chirara zvako kusvikira mangwana.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ʋata hako ʋusiku bguno; ɀino maŋgwana, kana iye aciɗa kukuitira ɀinofanira kuitwa nehama, ndiɀo haɀo; ŋgaaite ɀinofanira kuitwa nehama; asi kana asiŋgaɗi kukuitira ɀinofanira kuitwa nehama, ini ndicakuitira ɀinofanira kuitwa nehama, ndinopika naJehova mupenyu; ciʋata hako kuȿikira maŋgwana.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Vata hako usiku hwuno; zvino mangwana, kana iye achida kukuitira zvinofanira kuitwa nehama, ndizvo hazvo; ngaaite zvinofanira kuitwa nehama; asi kana asingadi kukuitira zvinofanira kuitwa nehama, ini ndichakuitira zvinofanira kuitwa nehama, ndinopika naJehovha mupenyu; chivata hako kusvikira mangwana.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Chipedza zvako usiku hwanhasi uri pano. Kana akakugarira nhaka, zvakanaka rega aite saizvozvo, asi kana akaramba kugara nhaka, ndinopika naTenzi mupenyu kuti ini ndinokugara nhaka yacho. Chirara zvako kusvikira mangwana.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Chipedza zvako usiku hwanhasi uri pano. Kana akakugarira nhaka, zvakanaka rega aite saizvozvo, asi kana akaramba kugara nhaka, ndinopika naTenzi mupenyu kuti ini ndinokugara nhaka yacho. Chirara zvako kusvikira mangwana.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Chigara hako usiku huno, uye mangwanani kana achida kudzikinura, zvakanaka, ngaadzikinure hake. Asi kana asingadi, naJehovha mupenyu ini ndichazviita. Chivata pano kusvikira mangwanani.”

Ver Capítulo Copiar

Rute 3:13

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios