Rute 2:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mushandi wake wokutungamirira vakohwi ndokuti, “Mukadzi wechiMoabhu akauya naNaomi paakadzoka achibva kuMoabhu, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Muranda, wakaŋga ari mutariri waʋaceki, akapindura, akati: Ndiye musikana muMoabi, wakadzoka naNaome ʋacibva kunyika yaMoabi; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Muranda, wakanga ari mutariri wavacheki, akapindura akati, “Ndiye musikana muMoabhu, wakadzoka naNaomi vachibva kunyika yaMoabhu, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mushandi wake wokutungamirira vakohwi ndokuti, “Mukadzi wechiMoabhu akauya naNaomi paakadzoka achibva kuMoabhu, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Mushandi wake wokutungamirira vakohwi ndokuti, “Mukadzi wechiMoabhu akauya naNaomi paakadzoka achibva kuMoabhu, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Mutariri akapindura akati, “Mukadzi wechiMoabhu akadzoka pamwe chete naNaomi vachibva kuMoabhu. Ver Capítulo |