Rute 2:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Bhoazi akabvunza mushandi wake aitungamirira vakohwi kuti, “Ko mukadzi uyu ndowokwaani?” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Boazi akati kumuranda wake wakaŋga ari mutariri waʋaceki: Musikana uyu ndowaniko? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Bhoazi akati kumuranda wake wakanga ari mutariri wavacheki, “Musikana uyu ndowaaniko?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Bhoazi akabvunza mushandi wake aitungamirira vakohwi kuti, “Ko mukadzi uyu ndowokwaani?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Bhoazi akabvunza mushandi wake aitungamirira vakohwi kuti, “Ko mukadzi uyu ndowokwaani?” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Bhoazi akabvunza mutariri wavacheki akati, “Ko, mukadzi wechidiki uyo ndewani?” Ver Capítulo |