La Biblia Online

- Anuncios -

Rute 2:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Asi musvomhorerei dzimwe hura pazvisote izvozvo, muchimusiyira kuti afuhwe asi musamutsiure.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Mumuvomorere ʋo dzimŋe hura patsama, mudzisiye, aʋuŋganidze hake, musamutuka.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Mumuvhomorerewo dzimwe hura patsama, mudzisiye, aunganidze hake, musamutuka.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Asi musvomhorerei dzimwe hura pazvisote izvozvo, muchimusiyira kuti afuhwe asi musamutsiure.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Asi musvomhorerei dzimwe hura pazvisote izvozvo, muchimusiyira kuti afuhwe asi musamutsiure.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Asi, mumuvhomorere dzimwe tsama, kubva pamasumbu enyu mumusiyire agononga, uye musamutsiura.”

Ver Capítulo Copiar

Rute 2:16

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios