Rute 1:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Iye navaroora vake vaviri vakasimuka vakabva kwavaigara, vakapinda munzira vodzokera kunyika yokwaJudha. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Akabva kwaakaŋga ari naʋakadzi ʋaʋana ʋake ʋaʋiri, ʋakafamba nenzira inodzokera kunyika yaJuda. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Akabva kwaakanga ari navakadzi vavana vake vaviri, vakafamba nenzira inodzokera kunyika yaJudha. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Iye navaroora vake vaviri vakasimuka vakabva kwavaigara, vakapinda munzira vodzokera kunyika yokwaJudha. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Iye navaroora vake vaviri vakasimuka vakabva kwavaigara, vakapinda munzira vodzokera kunyika yokwaJudha. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Akabva pamwe chete navaroora vake panzvimbo yavaigara vakasimuka vakaenda nenzira yaizovasvitsa kunyika yeJudha. Ver Capítulo |