Ruka 24:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Pavakadzoka kumakuva vakataurira zvose izvi kuna vane gumi nomumwe nokuna vamwe vose. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 ʋakadzoka ʋacibva kubgiro, ʋakaʋudza ʋanegumi nomumŋe naʋamŋe ʋose ɀinhu iɀoɀo ɀose. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 vakadzoka vachibva kubwiro, vakaudza vane gumi nomumwe navamwe vose zvinhu izvozvo zvose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Pavakadzoka kumakuva vakataurira zvose izvi kuna vane gumi nomumwe nokuna vamwe vose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Pavakadzoka kumakuva vakataurira zvose izvi kuna vane gumi nomumwe nokuna vamwe vose. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Vakati vadzoka kubva kuguva, vakataurira vane gumi nomumwe zvinhu zvose izvi, uye nokuna vamwe vose. Ver Capítulo |