Ruka 24:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vachiri mukukangaidzwa naizvozvi, havo varume vaviri vakaerekana vamira pavaiva vaine hanzu dzaipenya zvikuru. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino ʋakati ʋacakaŋganiswa naɀo, tarira, ʋarume ʋaʋiri ʋakamira naʋo ʋaneŋguʋo dzinopenya; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Zvino vakati vachakanganiswa nazvo, tarira, varume vaviri vakamira navo vane nguo dzinopenya; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vachiri mukukangaidzwa naizvozvi, havo varume vaviri vakaerekana vamira pavaiva vaine hanzu dzaipenya zvikuru. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vachiri mukukangaidzwa naizvozvi, havo varume vaviri vakaerekana vamira pavaiva vaine hanzu dzaipenya zvikuru. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Pavakanga vachiri kushamisika nazvo, pakarepo varume vaviri vakanga vakapfeka nguo chena dzaipenya semheni vakamira parutivi pavo. Ver Capítulo |