Ruka 24:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Asi pavakapinda havana kuwana chitunha. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 ʋakapinda, ʋakashaiwa mutumbu waShe Jesu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 vakapinda, vakashayiwa chitunha chashe Jesu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Asi pavakapinda havana kuwana chitunha. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 Asi pavakapinda havana kuwana chitunha. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 asi vakati vapinda, vakashayiwa mutumbi waIshe Jesu. Ver Capítulo |