Obadia 1:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vamwe venyu vose vakakufurirai vakakudzingirai kumuganhu, shamwari dzenyu chaidzo dzakupandukirai zvino. Madzisahwira enyu chaiwo amunovimba nawo akuisirai chokukuteyai nacho hazvichambonzwisisiki. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋanhu ʋose ʋaiʋa nesuŋgano nemi, ʋakakuperekedzai kuȿikira kumuganho; ʋanhu, ʋaigara norugare nemi, ʋakakunyeŋgerai, ʋakakukundai; ʋanodya ɀokudya ɀenyu, ʋanokuteyerai musuŋgo pasi penyu, haʋanenjere mukati maʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Vanhu vose vaiva nesungano nemi, vakakuperekedzai kusvikira kumuganho; vanhu, vaigara norugare nemi, vakakunyengerai, vakakukundai; vanodya zvokudya zvenyu, vanokuteyerai musungo pasi penyu, havana njere mukati mavo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vamwe venyu vose vakakufurirai vakakudzingirai kumuganhu, shamwari dzenyu chaidzo dzakupandukirai zvino. Madzisahwira enyu chaiwo amunovimba nawo akuisirai chokukuteyai nacho hazvichambonzwisisiki. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Vamwe venyu vose vakakufurirai vakakudzingirai kumuganhu, shamwari dzenyu chaidzo dzakupandukirai zvino. Madzisahwira enyu chaiwo amunovimba nawo akuisirai chokukuteyai nacho hazvichambonzwisisiki. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Vose vaiva nesungano newe vachakumanikidza kusvikira kumuganhu; shamwari dzako dzichakunyengera dzigokukunda; vanodya zvokudya zvako vachakuisira musungo, asi haungazvizivi. Ver Capítulo |