Numeri 9:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Asi kwakava navamwe varume vakanga van'ora nokuti vakanga vabata chitunha. Varume ivavo vakanga vasisakwanisi kuchengeta Pasika pazuva iroro. Vakaenda kuna Mosesi naAroni Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino kwakaŋga kunaʋamŋe ʋarume ʋakaŋga ʋasina‐kunaka nokuɗa kwecitunha comunhu, naiɀoɀo ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kudya paseka nomusi iwoyo; naiɀoɀo ʋakaʋuya kunaMosesi naAroni nomusi iwoyo; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Zvino kwakanga kuna vamwe varume vakanga vasina kunaka nokuda kwechitunha chomunhu, naizvozvo vakanga vasingagoni kudya Pasika nomusi iwoyo; naizvozvo vakauya kuna Mosesi naAroni nomusi iwoyo; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Asi kwakava navamwe varume vakanga van'ora nokuti vakanga vabata chitunha. Varume ivavo vakanga vasisakwanisi kuchengeta Pasika pazuva iroro. Vakaenda kuna Mosesi naAroni Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Asi kwakava navamwe varume vakanga van'ora nokuti vakanga vabata chitunha. Varume ivavo vakanga vasisakwanisi kuchengeta Pasika pazuva iroro. Vakaenda kuna Mosesi naAroni Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Asi vamwe vavo havana kupemberera Pasika nomusi iwoyo nokuti vakanga vasina kuchena nokuda kwechitunha. Saka vakauya kuna Mozisi naAroni musi iwoyo uye, Ver Capítulo |