Numeri 8:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kana wachenura vaRevhi nokuvaturira kwandiri somupiro unosimudzirwa uchiturirwa Mwari vachava vanhu vanobvumirwa kuita basa romutendhe rokusanganira. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino shure kwaiɀoɀo ʋaRevi ʋanofanira kupinda kuzoɓate‐ɓasa patente rokusoŋgana; unofanira kuʋanatsa nokuʋazuŋguzira ʋaʋe cipiriso cinozuŋguzirwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Zvino shure kwaizvozvo vaRevhi vanofanira kupinda kuzobata basa patende rokusangana; unofanira kuvanatsa nokuvazunguzira vave chipiriso chinozunguzirwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kana wachenura vaRevhi nokuvaturira kwandiri somupiro unosimudzirwa uchiturirwa Mwari vachava vanhu vanobvumirwa kuita basa romutendhe rokusanganira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 Kana wachenura vaRevhi nokuvaturira kwandiri somupiro unosimudzirwa uchiturirwa Mwari vachava vanhu vanobvumirwa kuita basa romutendhe rokusanganira. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “Mushure mokunge wanatsa vaRevhi nokuvakumikidza sechipiriso chokuninira, vanofanira kuuya kuzoita basa ravo paTende Rokusangana. Ver Capítulo |