Numeri 7:72 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika72 Pazuva rechigumi nerimwe, kwakauya Pagieri mwanakomana waOkirani aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaAsheru. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)72 Nezuʋa regumi nerimŋe Pagieri, mŋanakomana waOkrani, mucinda waʋana ʋaAsheri, wakaʋuya. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200272 Nezuva regumi nerimwe Pagieri, mwanakomana waOkirani, muchinda wavana vaAsheri, akauya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika72 Pazuva rechigumi nerimwe, kwakauya Pagieri mwanakomana waOkirani aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaAsheru. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona72 Pazuva rechigumi nerimwe, kwakauya Pagieri mwanakomana waOkirani aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaAsheru. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi72 Pazuva regumi nerimwe, Pagieri mwanakomana waOkirani, mutungamiri wavanhu vokwaAsheri, akauya nechipiriso chake. Ver Capítulo |