Numeri 2:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Kouyawo vedzinza raBhenjamini, mutungamiriri wedzinza raBhenjamini iri, anenge ari Abhidhani mwanakomana waGidheoni. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Norudzi rwaBenjamini: Abidani, mŋanakomana waGideoni, ndiye unofanira kuʋa mucinda waʋana ʋaBenjamini. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200222 Norudzi rwaBhenjamini: Abhidhani, mwanakomana waGidheoni, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaBhenjamini. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Kouyawo vedzinza raBhenjamini, mutungamiriri wedzinza raBhenjamini iri, anenge ari Abhidhani mwanakomana waGidheoni. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Kouyawo vedzinza raBhenjamini, mutungamiriri wedzinza raBhenjamini iri, anenge ari Abhidhani mwanakomana waGidheoni. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Rudzi rwaBhenjamini ndirwo ruchatevera. Mutungamiri wavanhu vokwaBhenjamini ndiAbhidhani mwanakomana waGidheoni. Ver Capítulo |