Mupiro 7:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Munhu wose zvake anodya ropa ripi neripi zvaro anofanira kuchekaniswa ukama novokwake.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Aninani unodya ropa ripi neripi, munhu uyo unofanira kubviswa pakati porudzi rwake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200227 Ani naani unodya ropa ripi neripi, munhu uyo anofanira kubviswa pakati porudzi rwake.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Munhu wose zvake anodya ropa ripi neripi zvaro anofanira kuchekaniswa ukama novokwake.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona27 Munhu wose zvake anodya ropa ripi neripi zvaro anofanira kuchekaniswa ukama novokwake.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Kana munhu upi zvake akadya ropa, munhu iyeye anofanira kubviswa pakati pavanhu vokwake.’ ” Ver Capítulo |