Mupiro 7:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Iti kuvaIsiraeri musadye mafuta api neapi zvawo, kana emombe, kana ehwai, kana embudzi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti: Musadya mafuta, kana eŋombe, kana egwai, kana embudzi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200223 “Taura navana vaIsiraeri, uti, ‘Musadya mafuta, kana emombe, kana egwai, kana embudzi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Iti kuvaIsiraeri musadye mafuta api neapi zvawo, kana emombe, kana ehwai, kana embudzi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona23 “Iti kuvaIsiraeri musadye mafuta api neapi zvawo, kana emombe, kana ehwai, kana embudzi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 “Uti kuvana veIsraeri, ‘Musadya mafuta api zvawo emombe, makwai kana mbudzi. Ver Capítulo |