Mupiro 7:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Nyama yechibayiro chomupiro wake wokuwadzana, wokutenda ngaidyiwe zuva rakarero rainenge yapirwa. Ngaarege kusiya nyama yayo kusvikira mangwana. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Nyama yeciɓayiro ceɀipiriso ɀake ɀokuyananisa ɀokuʋoŋga naɀo inofanira kudyiwa nomusi waanopa cipo cake; haafaniri kusiya cimŋe caco kuȿikira maŋgwanani. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Nyama yechibayiro chezvipiriso zvake zvokuyananisa zvokuvonga nazvo inofanira kudyiwa nomusi waanopa chipo chake; haafaniri kusiya chimwe chacho kusvikira mangwanani. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Nyama yechibayiro chomupiro wake wokuwadzana, wokutenda ngaidyiwe zuva rakarero rainenge yapirwa. Ngaarege kusiya nyama yayo kusvikira mangwana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 Nyama yechibayiro chomupiro wake wokuwadzana, wokutenda ngaidyiwe zuva rakarero rainenge yapirwa. Ngaarege kusiya nyama yayo kusvikira mangwana. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Nyama yechipiriso chake chokuwadzana chokuvonga inofanira kudyiwa musi wainopiwa. Haafaniri kusiya imwe kusvikira mangwanani. Ver Capítulo |