Mupiro 6:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Hari yevhu inenge yabikirwa nyama iyoyo ngaiputswe. Asi kana yabikirwa mupoto yondarira kweshai poto iyoyo muisukurudze nemvura. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Asi hari yevu mayakaɓikirwa, inofanira kuputswa; kana yakaɓikwa muhari yendarira inofanira kukwizwa nokusukurudzwa nemvura. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200228 Asi hari yevhu mayakabikirwa, inofanira kuputswa; kana yakabikwa muhari yendarira inofanira kukwizwa nokusukurudzwa nemvura. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Hari yevhu inenge yabikirwa nyama iyoyo ngaiputswe. Asi kana yabikirwa mupoto yondarira kweshai poto iyoyo muisukurudze nemvura. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona28 Hari yevhu inenge yabikirwa nyama iyoyo ngaiputswe. Asi kana yabikirwa mupoto yondarira kweshai poto iyoyo muisukurudze nemvura. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Hari yevhu inobikirwa nyama inofanira kuputswa; asi kana zvikabikwa mupoto yendarira, poto inofanira kukweshwa igosukurudzwa nemvura. Ver Capítulo |