La Biblia Online

- Anuncios -

Mupiro 5:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 “Kana asingakwanisi kuwana njiva mbiri kana hangaiwa dzichiri diki mbiri, ngaaunze mupiro wokupfupira chitadzo chaakaita weupfu hwekoroni hwakatsetseka hunorema kirogiramu rimwechete hwemupiro wokupfupira. Ngaarege kuisa mafuta eorivhi kana rusenzi muupfu ihwohwo nokuti mupiro iwoyo ndowekupfupira chitadzo.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Asi kana akasagona kuʋuya nenjiʋa mbiri, kana notwana tuʋiri twenjiʋa, ŋgaaʋuye necipiriso cake pamsoro pokutadza kwake, ciʋe cegumi ceefa yoʋupfu bgakatsetseka, ciʋe cipiriso ceɀiʋi; ŋgaarege kuɗira mafuta pamsoro pabgo, kana kuisa ɀinonhuwira pamsoro pabgo, nokuti cipiriso ceɀiʋi.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

11 “Asi kana akasagona kuuya nenjiva mbiri, kana notwana tuviri twenjiva, ngaauye nechipiriso chake pamusoro pokutadza kwake, chive chegumi cheefa youpfu hwakatsetseka, chive chipiriso chezvivi; ngaarege kudira mafuta pamusoro pahwo, kana kuisa zvinonhuwira pamusoro pahwo, nokuti chipiriso chezvivi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 “Kana asingakwanisi kuwana njiva mbiri kana hangaiwa dzichiri diki mbiri, ngaaunze mupiro wokupfupira chitadzo chaakaita weupfu hwekoroni hwakatsetseka hunorema kirogiramu rimwechete hwemupiro wokupfupira. Ngaarege kuisa mafuta eorivhi kana rusenzi muupfu ihwohwo nokuti mupiro iwoyo ndowekupfupira chitadzo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 “ ‘Asi, kana asingakwanisi kuuya nenjiva mbiri kana hangaiwa diki mbiri, anofanira kuuya nechipiriso chezvivi zvake chiri chegumi cheefa youpfu hwakatsetseka sechipiriso chezvivi. Haafaniri kuisa mafuta kana zvinonhuhwira pazviri nokuti chipiriso chechivi.

Ver Capítulo Copiar

Mupiro 5:11

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios