La Biblia Online

- Anuncios -




Mupiro 4:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 ngaaunze mupiro wegotora risina chinoshoreka.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 kana ciʋi cake caakatadza akaciziʋiswa, ŋgaaʋuye nenhoŋgo yembudzi isinemhoȿa, ciʋe cipiriso cake.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

23 kana chivi chake chaakatadza akachiziviswa, ngaauye nenhongo yembudzi isina mhosva, chive chipiriso chake.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 ngaaunze mupiro wegotora risina chinoshoreka.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 ngaaunze mupiro wegotora risina chinoshoreka.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Kana akaziviswa chivi chaakaita, anofanira kuuya nechipiriso chake chenhongo yembudzi isina kuremara.

Ver Capítulo Copiar




Mupiro 4:23

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios