La Biblia Online

- Anuncios -

Mupiro 3:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Pachibayiro ichocho, ngaabvise mafuta anoputira zvomukati neari pazviri, apire kuna Tenzi mupiro unoitwa zvokupisa,

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ɀino ŋgaape ɀimŋe ɀaɀo ciʋe cipo cake, cipiriso cinoitirwa Jehova nomŋoto; ɀinoti mafuta anofukidza ʋura, namafuta ose ari pamsoro poʋura,

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Zvino ngaape zvimwe zvazvo chive chipo chake, chipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto; zvinoti mafuta anofukidza hura, namafuta ose ari pamusoro pehura,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Pachibayiro ichocho, ngaabvise mafuta anoputira zvomukati neari pazviri, apire kuna Tenzi mupiro unoitwa zvokupisa,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Pachibayiro ichocho, ngaabvise mafuta anoputira zvomukati neari pazviri, apire kuna Tenzi mupiro unoitwa zvokupisa,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Kubva kune zvaanopa anofanira kupa kuna Jehovha chipiriso ichi chakaitwa nomoto, mafuta ose anofukidza zvose zvomukati kana zvakabatana nazvo,

Ver Capítulo Copiar

Mupiro 3:14

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios